Exodus 28:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgariʋe pahuma yaAroni, Aroni atakure ɀakaipa ɀiŋgaʋa’po paɀinhu ɀitȿene, ɀicaitwa ɀitȿene naʋana ʋaIsraeri paɀipo ɀaʋo ɀitȿene ɀose; rinofanira kugara pahuma yake ŋguʋa dzose, kuti iʋo ʋagamucirwe pamberi paJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ichava pahuma yaAroni, uye iye achatakura mhosva dzingava pazvipo zvitsvene zvinotsaurwa navaIsraeri, zvingava zvipo zvipi hazvo. Zvichava pahuma yaAroni nguva dzose kuitira kuti zvigamuchirwe naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kachange kari pahuma yaAroni. Mhaka dzinenge dzaparwa navaIsiraeri pavanopira mipiro yavo mitsvene dzichange dzichitakurwa naAroni. Ngakarambe kari pahuma yake kuti igamuchirwe naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngarive pahuma yaAroni, Aroni atakure zvakaipa zvingavapo pazvinhu zvitsvene, zvichaitwa zvitsvene navana vaIsiraeri pazvipo zvavo zvitsvene zvose; rinofanira kugara pahuma yake nguva dzose, kuti ivo vagamuchirwe pamberi paJehovha.
Shona 2009?
Ngarive pahuma yaAroni, Aroni atakure zvakaipa zvingavapo pazvinhu zvitsvene, zvichaitwa zvitsvene navana vaIsiraeri pazvipo zvavo zvitsvene zvose; rinofanira kugara pahuma yake nguva dzose, kuti ivo vagamuchirwe pamberi paJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ngarive pahuma yaAroni, Aroni atakure zvakaipa zvingavapo pazvinhu zvitsvene, zvichaitwa zvitsvene navana VaIsiraeri pazvipo zvavo zvitsvene zvose; rinofanira kugara pahuma yake nguva dzose, kuti ivo vagamuchirwe pamberi paJehovha.