Exodus 28:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuʋaitira maburuku omuceka kuti ʋafukidze nyama yaʋo yakashama; ŋgaataŋge paɀiʋuno, aȿikire pacidɀa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uite nguo dzapasi dzomucheka dzive chifukidzo chomuviri, dzinobva muchiuno kusvikira kumabvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unovagadzirirawo mabhurukwa erineni anobva muchiuno achisvika mumabvi kuti miviri yavo irege kuonekwa pachena navanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kuvaitira mabhuruku omucheka kuti vafukidze nyama yavo yakashama; ngaatange pazviuno, asvikire pachidya;
Shona 2009?
Unofanira kuvaitira mabhuruku omucheka kuti vafukidze nyama yavo yakashama; ngaatange pazviuno, asvikire pachidya;
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kuvaitira mabhuruku omucheka kuti vafukidze nyama yavo yakashama; ngaatange pazviuno, asvikire pachidya;