Exodus 28:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Efodi ŋgaʋaiite nendarama, ne ɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa, riʋe ɓasa romuɓati wakacenjera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vaite efodhi yewuru yegoridhe, nebhuruu, pepuru netsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, basa romunhu ano umhizha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Hanzu yeefodhi ngaigadzirwe namachira erineni akanakisisa akanyatsogadzirwa zvakanakisisa, irukirwe newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku neyendarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Efodhi ngavaiite nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romubati wakachenjera.
Shona 2009?
"Efodhi ngavaiite nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romubati wakachenjera.
Shona SUB 2002 Bible
“Efodhi ngavaiite nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romubati wakachenjera.