Exodus 29:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neciŋgwa cisina‐kuʋiriswa, neɀiŋgwa ɀiɗuku ɀisina‐kuʋiriswa ɀakakanyiwa namafuta, neɀiŋgwa ɀitete ɀisina‐kuʋiriswa ɀakazodzwa mafuta; unofanira kuɀiita noʋupfu bgakatsetseka bgekoroni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ubike chingwa noupfu hwakatsetseka hwegorosi, husina mbiriso, uye ubike makeke akavhenganiswa namafuta, nezvingwa zvitete zvakazorwa mafuta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wotorawo chingwa chisina mbiriso, nechimwe chingwa chisina mbiriso choupfu hwakakanywa namafuta, nechingwa chakati fatata chisina mbiriso chakazorwa mafuta. Ngachive chakabikwa noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nechingwa chisina kuviriswa, nezvingwa zviduku zvisina kuviriswa zvakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazodzwa mafuta; unofanira kuzviita noupfu hwakatsetseka hwekoroni.
Shona 2009?
nechingwa chisina kuviriswa, nezvingwa zviduku zvisina kuviriswa zvakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazodzwa mafuta; unofanira kuzviita noupfu hwakatsetseka bwekoroni.
Shona SUB 2002 Bible
nechingwa chisina kuviriswa, nezvingwa zviduku zvisina kuviriswa zvakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazodzwa mafuta; unofanira kuzviita noupfu hwakatsetseka hwekoroni.