Exodus 29:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino utore ʋo mamŋe mafuta egondobge, neɓemhe raro, namafuta anofukidza ʋura, namafuta ari pamsoro peciropa, netȿo mbiri, namafuta ari padziri, neɓandauko rorudyi, (nokuti igondobge rokugadza naro),
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Utore pagondohwe iri mafuta, mafuta apamuswe, mafuta akapoteredza zvomukati, akafukidza chiropa, itsvo dzose dziri mbiri namafuta ari padziri, uye nechidya chokurudyi. (Iri ndiro gondohwe rokugadzwa.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unofanirawo kutora mafuta ehondohwe, nomuswe wayo wakakora, namafuta ezvomukati nechinyama chapachiropa netsvo dziri mbiri pamwechete namafuta ari padziri nechidya chokurudyi nokuti (hondohwe iyoyo ndiyo inopirwa pakugadzwa kwavapristi.)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino utorewo mamwe mafuta egondohwe, nebemhe raro, namafuta anofukidza ura, namafuta ari pamusoro pechiropa, netsvo mbiri, namafuta ari padziri, nebandauko rorudyi, (nokuti igondohwe rokugadza naro),
Shona 2009?
"Zvino utorewo mamwe mafuta egondobwe, nebemhe raro, namafuta anofukidza ura, namafuta ari pamusoro pechiropa, netsvo mbiri, namafuta ari padziri, nebandauko rorudyi, (nokuti igondobwe rokugadza naro),
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino utorewo mamwe mafuta egondohwe, nebemhe raro, namafuta anofukidza ura, namafuta ari pamusoro pechiropa, netsvo mbiri, namafuta ari padziri, nebandauko rorudyi, (nokuti igondohwe rokugadza naro),