Exodus 29:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino uɀiise ɀose pamaʋoko aAroni napamaʋoko aʋanakomana ʋake, ʋagoɀizuŋguzira, ciʋe cipo cinozuŋguzirwa pamberi paJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uise izvi zvose mumaoko aAroni navanakomana vake ugozvininira pamberi paJehovha sechipiriso chokuninira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose izvozvo unozviisa mumaoko aAroni navana vake vakomana, vazvivheyese vachiita mupiro wokuvheyesa kwandirini Tenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino uzviise zvose pamaoko aAroni napamaoko avanakomana vake, vagozvizunguzira, chive chipo chinozunguzirwa pamberi paJehovha.
Shona 2009?
Zvino uzviise zvose pamaoko aAroni napamaoko avanakomana vake, vagozvizunguzira, chive chipo chinozunguzirwa pamberi paJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino uzviise zvose pamaoko aAroni napamaoko avanakomana vake, vagozvizunguzira, chive chipo chinozunguzirwa pamberi paJehovha.