Exodus 29:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uɀiise muɗeŋgu rimŋe, ugoʋuya naɀo ɀiri muɗeŋgu, pamŋe cete nenzombe ɗuku namakondobge maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uzviise mudengu uye ugozvikumikidza zviri imomo, pamwe chete nehando uye makondohwe maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unozviisa mutswanda, wouya nazvo zviri mutswanda imomo, uuyewo nehandira nehondohwe mbiri dziya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uzviise mudengu rimwe, ugouya nazvo zviri mudengu, pamwechete nenzombe duku namakondohwe maviri.
Shona 2009?
Uzviise mudengu rimwe, ugouya nazvo zviri mudengu, pamwechete nenzombe duku namakondobwe maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Uzviise mudengu rimwe, ugouya nazvo zviri mudengu, pamwechete nenzombe duku namakondohwe maviri.