Exodus 29:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana wake unopinda paʋuprista panɀimbo yake, unofanira kudzifuka mazuʋa manomŋe, kana acipinda mutente rokusoŋgana kushumira panɀimbo tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana wake achamutevera pauprista uye anouya kuTende Rokusangana kuti azoshumira ari muNzvimbo Tsvene, anofanira kudzipfeka kwamazuva manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanakomana waAroni anenge azotora nzimbo yake youpristi, anenge achizopinda mutendhe rokusanganira kuti ashande ari munzvimbo inoera, anofanira kupfeka hanzu idzodzo kwamazuva manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana wake anopinda paupristi panzvimbo yake, unofanira kudzifuka mazuva manomwe, kana achipinda mutende rokusangana kushumira panzvimbo tsvene.
Shona 2009?
Mwanakomana wake anopinda pauprista panzvimbo yake, unofanira kudzifuka mazuva manomwe, kana achipinda mutende rokusangana kushumira panzvimbo tsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana wake anopinda paupristi panzvimbo yake, unofanira kudzifuka mazuva manomwe, kana achipinda mutende rokusangana kushumira panzvimbo tsvene.