Exodus 29:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndiɀo ɀaunofanira kuɓayira paartari: Zuʋa rimŋe nerimŋe ŋguʋa dzose makwaiana maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Izvi ndizvo zvaunofanira kupa paaritari nguva dzose zuva rimwe nerimwe: makwayana maviri egore rimwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvamunofanira kuramba muchipira paatari ndezvizvi: hwayana mbiri dzine gore rimwechete pazuva roga roga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino ndizvo zvaunofanira kubayira paatari: Zuva rimwe nerimwe nguva dzose makwayana maviri.
Shona 2009?
"Zvino ndizvo zvaunofanira kubayira paaritari: Zuva rimwe nerimwe nguva dzose makwayana maviri.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino ndizvo zvaunofanira kubayira paatari: Zuva rimwe nerimwe nguva dzose makwayana maviri ane gore rimwechete rekuzvarwa.