Exodus 29:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tente rokusoŋgana neartari ndicaɀitsaura; ʋuye Aroni naʋanakomana ʋake ndicaʋatsaura, kuti ʋandishumire paɓasa roʋuprista.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Saka ndichatsaura Tende Rokusangana nearitari uye ndichatsaura Aroni navanakomana vake kuti vandishumire savaprista.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti tendhe rokusanganira neatari zvive zvinhu zvinoera. Ndichaitawo kuti Aroni navanakomana vake vave vanhu vanoera, vandishandire savapristi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tende rokusangana neatari ndichazvitsaura; uye Aroni navanakomana vake ndichavatsaura, kuti vandishumire pabasa roupristi.
Shona 2009?
Tende rokusangana nearitari ndichazvitsaura; uye Aroni navanakomana vake ndichavatsaura, kuti vandishumire pabasa rouprista.
Shona SUB 2002 Bible
Tende rokusangana neatari ndichazvitsaura; uye Aroni navanakomana vake ndichavatsaura, kuti vandishumire pabasa roupristi.