Exodus 3:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino ʋuya ndikutume kunaFarao, kuti undoɓuɗisa ʋanhu ʋaŋgu, ʋana ʋaIsraeri muEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka chienda, zvino, ndiri kukutuma kuna Faro kuti undobudisa vanhu vangu vaIsraeri kubva muIjipiti.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka zvino chiuya ndikutume kuna Farao, kundoburitsa vanhu vangu vaIsiraeri muIjipiti.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino uya ndikutume kuna Farao, kuti undobudisa vanhu vangu, vana vaIsiraeri muIjipiti.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino uya ndikutume kuna Farao, kuti undobudisa vanhu vangu, vana vaIsiraeri muIjipiti."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino uya ndikutume kuna Farao, kuti undobudisa vanhu vangu, vana VaIsiraeri muIjipiti.”