Exodus 3:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akati kunaMŋari: Ini ndini aniko, kuti ndiende kunaFarao, ndiɓuɗise ʋana ʋaIsraeri muEgipita here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mozisi akati kuna Mwari, “Ndini aniko ini kuti ndiende kuna Faro uye kuti ndinobudisa vaIsraeri kubva muIjipiti?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mosesi akati kuna Mwari, “Pangu pano! Ndiri aniwo zvangu ndingabva ndaenda kuna Farao kundoburitsa vaIsiraeri muIjipiti?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akati kuna Mwari, “Ini ndini aniko, kuti ndiende kuna Farao, ndibudise vana vaIsiraeri muIjipiti here?”
Shona 2009?
Zvino Mozisi akati kuna Mwari, "Ini ndini aniko, kuti ndiende kuna Farao, ndibudise vana vaIsiraeri muIjipiti here?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akati kuna Mwari, “Ini ndini aniko, kuti ndiende kuna Farao, ndibudise vana VaIsiraeri muIjipiti here?”