Exodus 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari akati kunaMosesi: NDICAƲA IYE WANDICAƲA. Akati: Undoti kuʋana ʋaIsraeri: NDICAƲA ndiye wakandituma kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akati kuna Mozisi “NDICHAVA WANDICHAVA. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaura kuvaIsraeri: ‘NDICHAVA’ andituma kwamuri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akapindura Mosesi achiti, “Ndiri iye wandiri. Unofanira kutaurira vaIsiraeri kuti, ndiri ndiye andituma kwamuri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akati kuna Mosesi, “NDICHAVA IYE WANDICHAVA.” Akati, “Unoti kuvana vaIsiraeri, ‘NDICHAVA ndiye akandituma kwamuri.’ ”
Shona 2009?
Mwari akati kuna Mozisi, "NDICHAVA IYE WANDICHAVA." Akati, "Unoti kuvana vaIsiraeri, `NDICHAVA ndiye akandituma kwamuri.' "
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akati kuna Mosesi, “NDICHAVA IYE WANDICHAVA.” Akati, “Unoti kuvana VaIsiraeri, ‘NDICHAVA ndiye akandituma kwamuri.’ ”