Exodus 3:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicapa ʋanhu aʋa nyasha pamberi paʋaEgipita, kuti kana mucizoenda, murege kuenda musinecinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uye ndichaita kuti vaIjipita vaitire vanhu ava nyasha, zvokuti pamunoenda hamuendi musina chinhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichaita kuti vaIjipiti vakuitirei zvakanaka, nokudaro pamunozoenda, hamuzoendi musina chamunacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichapa vanhu ava nyasha pamberi pavaIjipiti, kuti kana muchizoenda, murege kuenda musina chinhu.
Shona 2009?
Ndichapa vanhu ava nyasha pamberi pavaIjipiti, kuti kana muchizoenda, murege kuenda musina chinhu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichapa vanhu ava nyasha pamberi paVaIjipiti, kuti kana muchizoenda, murege kuenda musina chinhu.