Exodus 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tarira, kucema kwaʋana ʋaIsraeri kwakaȿika kwandiri, ndaʋona kutambudzwa kwaʋanotambudzwa nako naʋaEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye zvino kuchema kwavaIsraeri kwasvika kwandiri, uye ndaona nzira yavanotambudzwa nayo navaIjipita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino chinzwa, kuchema kwevaIsiraeri ndakunzwa, uye ndaona kutambudzwa kwavari kuitwa navaIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tarira, kuchema kwavana vaIsiraeri kwasvika kwandiri, ndaona kutambudzwa kwavanotambudzwa nako navaIjipiti.
Shona 2009?
Zvino tarira, kuchema kwavana vaIsiraeri kwasvika kwandiri, ndaona kutambudzwa kwavanotambudzwa nako navaIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tarira, kuchema kwavana VaIsiraeri kwasvika kwandiri, ndaona kutambudzwa kwavanotambudzwa nako naVaIjipiti.