Exodus 30:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋopinda mutente rokusoŋgana, ʋanofanira kuɀishambidza nemvura, kuti ʋarege kufa, kana ʋosweɗera paartari kuzoshumira, kana kupisira Jehova cipiriso cinopiswa nomŋoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve, pavanoswedera paaritari kuti vazoshumira nokupa chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vava kupinda mutendhe rokusanganira kana kuenda kuatari kundopireni Tenzi mupiro unopiswa nomoto, ngavashambe nemvura iyoyo, vakarega kudaro vanofa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vopinda mutende rokusangana, vanofanira kuzvishambidza nemvura, kuti varege kufa, kana voswedera paatari kuzoshumira, kana kupisira Jehovha chipiriso chinopiswa nomoto.
Shona 2009?
Kana vopinda mutende rokusangana, vanofanira kuzvishambidza nemvura, kuti varege kufa, kana voswedera paaritari kuzoshumira, kana kupisira Jehovha chipiriso chinopiswa nomoto.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vopinda mutende rokusangana, vanofanira kuzvishambidza nemvura, kuti varege kufa, kana voswedera paatari kuzoshumira, kana kupisira Jehovha chipiriso chinopiswa nomoto.