Exodus 30:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanofanira kushamba maʋoko aʋo namakumbo aʋo, kuti ʋarege kufa; unofanira kuʋa mutemo usiŋgaperi kwaʋari, kwaari nokuʋanakomana ʋake kuȿikira kumarudzi aʋo ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vachashamba maoko avo netsoka dzavo kuitira kuti varege kufa. Uyu unofanira kuva mutemo usingaperi waAroni nezvizvarwa zvake kusvikira kumarudzi anotevera.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanofanira kushamba maoko netsoka dzavo kuti varege kufa. Iwoyu uchava mutemo wokugara nokugara kwavari nokuna Aroni nokuzvizukuru zvake pazvizvarwa zvavo zvose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanofanira kushamba maoko avo namakumbo avo, kuti varege kufa; unofanira kuva mutemo usingaperi kwavari, kwaari nokuvanakomana vake kusvikira kumarudzi avo ose.”
Shona 2009?
Vanofanira kushamba maoko avo namakumbo avo, kuti varege kufa; unofanira kuva mutemo usingaperi kwavari, kwaari nokuvanakomana vake kusvikira kumarudzi avo ose."
Shona SUB 2002 Bible
Vanofanira kushamba maoko avo namakumbo avo, kuti varege kufa; unofanira kuva mutemo usingaperi kwavari, kwaari nokuva vake kusvikira kumarudzi avo ose.”