Exodus 30:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
uite naɀo mafuta matȿene okuzodza nawo, ɀiʋe ɀinonhuwira ɀakaveŋganiswa noʋucenjeri bgomuveŋganisi weɀinonhuwira; aʋe mafuta matȿene okuzodza nawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vhenganisa izvi kuti zvive mafuta matsvene okuzodza, anonhuwira akavhenganiswa, basa romuvhenganisi wezvinonhuwira. Achava mafuta matsvene okuzodza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wosanganisa zvose izvozvo wogadzira mafuta anoera okuzodza sokugadzirwa kunoitwa twokuzora tunonhuhwira. Iwaya achava mafuta anoera okuzodza nawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uite nazvo mafuta matsvene okuzodza nawo, zvive zvinonhuwira zvakavhenganiswa nouchenjeri hwomuvhenganisi wezvinonhuwira; ave mafuta matsvene okuzodza nawo.
Shona 2009?
uite nazvo mafuta matsvene okuzodza nawo, zvive zvinonhuhwira zvakavhenganiswa nouchenjeri hwomuvhenganisi wezvinonhuhwira; ave mafuta matsvene okuzodza nawo.
Shona SUB 2002 Bible
uite nazvo mafuta matsvene okuzodza nawo, zvive zvinonhuwira zvakavhenganiswa nouchenjeri hwomuvhenganisi wezvinonhuwira; ave mafuta matsvene okuzodza nawo.