Exodus 30:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uɀitsaure, ɀiʋe ɀinhu ɀitȿene kwaɀo; ɀose ɀinoɀigunɀa ɀicaʋa ɀitȿene ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unofanira kuzvitsaura kuti zvigova zvitsvene-tsvene, uye zvose zvichazvigunzva zvichava zvitsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mukateketerera kuna Mwari zvinhu izvozvo nomutoo iwoyu zvichava zvinoera kwazvo. Chii zvacho chichagunzvana nazvo chichava chinoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uzvitsaure, zvive zvinhu zvitsvene kwazvo; zvose zvinozvigunzva zvichava zvitsvenewo.
Shona 2009?
Uzvitsaure, zvive zvinhu zvitsvene kwazvo; zvose zvinozvigunzva zvichava zvitsvenewo..
Shona SUB 2002 Bible
Uzvitsaure, zvive zvinhu zvitsvene kwazvo; zvose zvinozvigunzva zvichava zvitsvenewo.