Exodus 30:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuifukidza nendarama yakaiȿo‐naka, kumsoro kwayo, nokunhiʋi dzayo dzose, nenyaŋga dzayo; uiitire ʋo hata yendarama inoikomberedza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ufukidze pamusoro payo namativi ose uye nenyanga dzayo negoridhe rakaisvonaka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
unamirire nendarama chaiyo yakanakisisa, atari iyoyo napamusoro payo nenhivi dzayo dzose nezvinenge nyanga zviri pamusoro pemakona ayo zviya. Pamusoro peatari ngapapenderwe nomukombero wendarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Unofanira kuifukidza nendarama yakaisvonaka, kumusoro kwayo, nokunhivi dzayo dzose, nenyanga dzayo; uiitirewo hata yendarama inoikomberedza.
Shona 2009?
"Unofanira kuifukidza nendarama yakaisvonaka, kumusoro kwayo, nokunhivi dzayo dzose, nenyanga dzayo; uiitirewo hata yendarama inoikomberedza.
Shona SUB 2002 Bible
“Unofanira kuifukidza nendarama yakaisvonaka, kumusoro kwayo, nokunhivi dzayo dzose, nenyanga dzayo; uiitirewo hata yendarama inoikomberedza.