Exodus 30:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaarege kuɗirwa panyama yomunhu; ʋuye musaita mamŋe akafanana nawo, akaitwa saiwo; matȿene, anofanira kuʋa cinhu citȿene kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musaadira pamiviri yavanhu uye musaita mafuta api zvawo nenzira imwe cheteyo. Matsvene, uye munofanira kuaita matsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaarege kungodirwa pamunhu wose wose. Musaite mamwe mafuta enyu akafana nawo. Mafuta aya, mafuta anoera, anoerawo kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngaarege kudirwa panyama yomunhu; uye musaita mamwe akafanana nawo, akaitwa saiwo; matsvene, anofanira kuva chinhu chitsvene kwamuri.
Shona 2009?
Ngaarege kudirwa panyama yomunhu; uye musaita mamwe akafanana nawo, akaitwa saiwo; matsvene, anofanira kuva chinhu chitsvene kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Ngaarege kudirwa panyama yomunhu; uye musaita mamwe akafanana nawo, akaitwa saiwo; matsvene, anofanira kuva chinhu chitsvene kwamuri.