Exodus 30:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Tora miti inonhuwira, inoti: Sitakte, neonika, negarbano, miti yakanaka neɀinonhuwira ɀakaiȿo‐naka; ɀose ɀienzane pakurema kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Tora zvinonhuwira zvinoti sitaketi, onika negaribhanamu, uye zvinonhuwira zvakaisvonaka, zvose zvakaenzana,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Tora mwero wakaenzana-enzana wetunonhuhwira tunoti: sitakite neonika negaribhanumu, tunofanira kuva tunonhuhwirira tune furanginisenzi chaiyo yakanakisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Tora miti inonhuwira, inoti: Sitake, neonika, negabhano, miti yakanaka nezvinonhuwira zvakaisvonaka; zvose zvienzane pakurema kwazvo.
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kuna Mozisi, "Tora miti inonhuhwira, inoti: Sitake, neonika, negabhano, miti yakanaka nezvinonhuhwira zvakaisvonaka; zvose zvienzane pakurema kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Tora miti inonhuwira, inoti: Sitake, neonika, negabhano, miti yakanaka nezvinonhuwira zvakaisvonaka; zvose zvienzane pakurema kwazvo.