Exodus 30:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani unoita ɀakafanana naɀo, kuti aɀinhuwidze, ŋgaabviswe pakati porudzi rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani achaita chipi zvacho chakafanana nacho kuti afadzwe nokunhuwira kwacho, anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuwana anozvigadzirira rumwe rusenzi rwakaita sairworwu kuti arushandisewo zvake ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani unoita zvakafanana nazvo, kuti azvinhuwidze, ngaabviswe pakati porudzi rwake.”
Shona 2009?
Ani naani unoita zvakafanana nazvo, kuti azvinhuwidze, ngaabviswe pakati porudzi rwake."
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani unoita zvakafanana nazvo, kuti azvinhuwidze, ngaabviswe pakati porudzi rwake.”