Exodus 30:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uite ʋo matanda omuakasia, nokuafukidza nendarama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uite mapango aya nomuti womuakasia uye uafukidze negoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
woveza mapango omuunga unamirire nendarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uitewo matanda omuakasia, nokuafukidza nendarama.
Shona 2009?
Uitewo matanda omuakasia, nokuafukidza nendarama.
Shona SUB 2002 Bible
Uitewo matanda omuakeshia, nokuafukidza nendarama.