Exodus 30:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana Aroni acituŋgidza mŋenje maɗekwana, ŋgaaɀipise, ɀiʋe ɀinonhuwira pamberi paJehova nokusiŋgaperi kuȿikira kumarudzi enyu ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anofanira kupisazve zvinonhuwira paanenge achitungidza mwenje madekwana saka zvinonhuwira zvinofanira kupiswa nguva dzose pamberi paJehovha kusvikira kumarudzi anotevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Manheru, paanouya kuzogadziridza marambi, ngaapise rusenzi zvakare, ruve rusenzi runogaropiswa paneni Tenzi pazvizvarwa zvenyu zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana Aroni achitungidza mwenje madekwana, ngaazvipise, zvive zvinonhuwira pamberi paJehovha nokusingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose.
Shona 2009?
Kana Aroni achitungidza mwenje madekwana, ngaazvipise, zvive zvinonhuhwira pamberi paJehovha nokusingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose.
Shona SUB 2002 Bible
Kana Aroni achitungidza mwenje madekwana, ngaazvipise, zvive zvinonhuwira pamberi paJehovha nokusingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose.