Exodus 31:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Ɀirokwaɀo munofanira kuceŋgeta masaɓata aŋgu; nokuti ciratidzo pakati paŋgu nemi kuȿikira kumarudzi enyu ose, muziʋe kuti ndini Jehova unokutsaurai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kuvaIsraeri, ‘Munofanira kucherechedza Sabata rangu. Ichi ndicho chichava chiratidzo pakati pangu nemi kumarudzi anotevera, kuti mugoziva kuti ndini Jehovha, anokuitai vatsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe taurira vaIsiraeri uchiti, ‘Chengetai maSabata angu nokuti ndiwo mucherechedzo wangu nemi uchagara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose, wokuratidza kuti ini Tenzi ndini ndakakusarudzai kuti muve vanhu vangu vatsvene.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Zvirokwazvo munofanira kuchengeta maSabata angu; nokuti chiratidzo pakati pangu nemi kusvikira kumarudzi enyu ose, muzive kuti ndini Jehovha unokutsaurai.
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri, uti, `Zvirokwazvo munofanira kuchengeta maSabata angu; nokuti chiratidzo pakati pangu nemwi kusvikira kumarudzi enyu ose, muzive kuti ndini Jehovha unokutsaurai.
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, uti, ‘Zvirokwazvo munofanira kuchengeta maSabata angu; nokuti chiratidzo pakati pangu nemi kusvikira kumarudzi enyu ose, muzive kuti ndini Jehovha unokutsaurai.