Exodus 31:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ceŋgetai saɓata, nokuti idɀene kwamuri; aninani unoriɀidza ŋgaaʋurawe ɀirokwaɀo; nokuti aninani unoɓate‐ɓasa ripi neripi naro, munhu uyo ŋgaabviswe pakati porudzi rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Cherechedzai Sabata, nokuti idzvene kwamuri. Munhu upi zvake anorizvidza anofanira kuurayiwa; ani naani anobata basa ripi zvaro pazuva iroro anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munofanira kuchengeta Sabata nokuti izuva rinoera kwamuri. Anorin'oresa ngaaurayiwe, kuwana anoshanda pazuva iroro, ngaachekaniswe ukama navanhu wokwakwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo chengetai Sabata, nokuti idzvene kwamuri; ani naani unorizvidza ngaaurawe zvirokwazvo; nokuti ani naani unobata basa ripi neripi naro, munhu uyo ngaabviswe pakati porudzi rwake.
Shona 2009?
Naizvozvo chengetai Sabata, nokuti idzvene kwamuri; ani naani unorizvidza ngaaurawe zvirokwazvo; nokuti ani naani unobata basa ripi neripi naro, munhu uyo ngaabviswe pakati porudzi rwake.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo chengetai Sabata, nokuti idzvene kwamuri; ani naani unorizvidza ngaaurawe zvirokwazvo; nokuti ani naani unobata basa ripi neripi naro, munhu uyo ngaabviswe pakati porudzi rwake.