Exodus 31:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndikamuzadza noMŋeya waMŋari, noʋucenjeri, nokunzwisisa, nokuziʋa kwose, nokugona marudzi ose amaɓasa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ndamuzadza noMweya waMwari, nouchenjeri, nokugona nokuziva mhando dzose dzoumhizha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndikamuzadza nomweya waMwari. Ndamupa kunzwisisa uye njere kuti agone kuita mabasa ose oumhizha anoti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndikamuzadza noMweya waMwari, nouchenjeri, nokunzwisisa, nokuziva kwose, nokugona marudzi ose amabasa,
Shona 2009?
ndikamuzadza noMweya waMwari, nouchenjeri, nokunzwisisa, nokuziva kose, nokugona marudzi ose amabasa,
Shona SUB 2002 Bible
ndikamuzadza noMweya waMwari, nouchenjeri, nokunzwisisa, nokuziva kwose, nokugona marudzi ose amabasa,