Exodus 31:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti afuŋge mano oʋumhizha, nokuɓata nendarama, nesirveri, nendarira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuita unyanzvi hwebasa regoridhe, sirivha nendarira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kufanotara mifananidzo yezvinhu zvingade kuzopfurwa zvendarama nezvesirivha nezvendarira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti afunge mano oumhizha, nokubata nendarama, nesirivha, nendarira,
Shona 2009?
kuti afunge mano oumhizha, nokubata nendarama, nesirivha, nendarira,
Shona SUB 2002 Bible
kuti afunge mano oumhizha, nokubata nendarama, nesirivha, nendarira,