Exodus 31:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuʋeza mabge anoiswa mukati, nokuʋeza matanda, nokugona marudzi ose amaɓasa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuveza nokuronga mabwe, kushanda pabasa rokuveza matanda, nokubata mumhando dzose dzoumhizha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuveza tumabwe tunokosha twokuisa pazvinhu nokuvezawo miti nokuita mamwewo mabasa oumhizha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuveza mabwe anoiswa mukati, nokuveza matanda, nokugona marudzi ose amabasa.
Shona 2009?
nokuveza mabwe anoiswa mukati, nokuveza matanda, nokugona marudzi ose amabasa.
Shona SUB 2002 Bible
nokuveza mabwe anoiswa mukati, nokuveza matanda, nokugona marudzi ose amabasa.