Exodus 32:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo ɀino ndirege hako, kuti shuŋgu dzaŋgu dziʋamukire, ndiʋapedze, ndikuite iwe rudzi rukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndirege hangu kuti kutsamwa kwangu kupfute pamusoro pavo uye kuti ndivaparadze. Ipapo iwe ndichakuita rudzi rukuru.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chirega zvako uone ndichivavirukira nehasha ndivaparadze, asi ndozoita kuti iwe uve rudzi rukuru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo zvino ndirege hako, kuti shungu dzangu dzivamukire, ndivapedze, ndikuite iwe rudzi rukuru.”
Shona 2009?
naizvozvo zvino ndirege hako, kuti shungu dzangu dzivamukire, ndivapedze, ndikuite iwe rudzi rukuru."
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo zvino ndirege hako, kuti shungu dzangu dzivamukire, ndivapedze, ndikuite iwe rudzi rukuru.”