Exodus 32:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joshua wakati acinzwa mhere‐mhere yaʋanhu ʋanopururudza, akati kunaMosesi: Kunemhere‐mhere yokurwa kumisasa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joshua akati anzwa mheremhere yavanhu vaidanidzira, akati kuna Mozisi, “Mune ruzha rwehondo mumusasa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akanzwa vanhu vachiita mheremhere akataura naMosesi achiti, “Ndiri kunzwa mheremhere kumatendhe, inenge yavanhu vari kurwa hondo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joshua wakati achinzwa mhere-mhere yavanhu vanopururudza, akati kuna Mosesi, “Kune mhere-mhere yokurwa kumisasa.”
Shona 2009?
Zvino Joshua wakati achinzwa mhere-mhere yavanhu vanopururudza, akati kuna Mozisi, "Kune mhere-mhere yokurwa kumisasa."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joshua wakati achinzwa mhere–mhere yavanhu vanopururudza, akati kuna Mosesi, “Kune mhere–mhere yokurwa kumisasa.”