Exodus 32:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Haazi manzwi aʋanhu ʋanoɗanidzira pakukunda kwaʋo, kana manzwi aʋanhu ʋanoɗanidzira pakukundwa kwaʋo; asi ndinonzwa mhere‐mhere yaʋanhu ʋanoimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akapindura akati, “Harusi ruzha rwokukunda, harusi ruzha rwokukundwa; ruzha rwokuimba rwandinonzwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi ndokuti, “Haasi mazwi avanhu vakunda. Haasi mazwi avanhu vakundwa, mazwi okuimba ndoandiri kunzwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Haazi manzwi avanhu vanodanidzira pakukunda kwavo, kana manzwi avanhu vanodanidzira pakukundwa kwavo; asi ndinonzwa mhere-mhere yavanhu vanoimba.”
Shona 2009?
Iye akati, "Haazi manzwi avanhu vanodanidzira pakukunda kwavo, kana manzwi avanhu vanodanidzira pakukundwa kwavo; asi ndinonzwa mheremhere yavanhu vanoimba."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Haazi mazwi avanhu vanodanidzira pakukunda kwavo, kana Mazwi avanhu vanodanidzira pakukundwa kwavo; asi ndinonzwa mhere–mhere yavanhu vanoimba.”