Exodus 32:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akati kunaAroni: Ʋanhu aʋa ʋakakuitireiko, ɀawaʋuyisa ciʋi ici cikuru pamsoro paʋo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kuna Aroni, “Ko vanhu ava vakaiteiko kwauri, zvawavatungamirira muchivi chikuru zvakadai?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akabvunza Aroni achiti, “Vanhu ava vakaitei chaizvo kwauri chakakuita kuti uvapinze muchitadzo chakaipa chikadai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akati kuna Aroni, “Vanhu ava vakakuitireiko, zvawauyisa chivi ichi chikuru pamusoro pavo?”
Shona 2009?
Mozisi akati kuna Aroni, "Vanhu ava vakakuitireiko, zvawauyisa chivi ichi chikuru pamusoro pavo?"
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akati kuna Aroni, “Vanhu ava vakakuitireiko, zvawauyisa chivi ichi chikuru pamusoro pavo?”