Exodus 32:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aroni akati: Shuŋgu dzashe waŋgu ŋgadzirege kumuka hadzo; munoziʋa ʋanhu aʋa, kuti ʋanoŋgoɗa kutadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aroni akapindura akati, “Regai kutsamwa, ishe wangu. Munoziva kuti vanhu ava vanorerekera sei pakutadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aroni ndokuti, “Musandivirukire zvenyu nehasha changamire. Imi munoziva kuti vanhu ava vanhu vane mwoyo wakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aroni akati, “Shungu dzashe wangu ngadzirege kumuka hadzo; munoziva vanhu ava, kuti vanongoda kutadza.
Shona 2009?
Aroni akati, "Shungu dzashe wangu ngadzirege kumuka hadzo; munoziva vanhu ava, kuti vanongoda kutadza.
Shona SUB 2002 Bible
Aroni akati, “Shungu dzashe wangu ngadzirege kumuka hadzo; munoziva vanhu ava, kuti vanongoda kutadza.