Exodus 32:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakati kwandiri: Tiitirei ʋamŋari ʋaŋgatituŋgamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, munhu uya wakatiɓuɗisa munyika yeEgipita, hatiziʋi cakaitika naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati kwandiri, ‘Tiitire vamwari vachatitungamirira. Kana ari munhu uyu Mozisi akatibudisa kubva muIjipiti, hatizivi zvakaitika kwaari.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndivo vakatonditi, ‘Tigadzirire vamwari vangatitungamirire nokuti zvaMosesiwo uyu nyakutiburitsa muIjipiti hatichamboziva chakamuwira.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakati kwandiri, ‘Tiitirei vamwari vangatitungamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, munhu uya wakatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi chakaitika naye.’
Shona 2009?
Nokuti vakati kwandiri, `Tiitirei vamwari vangatitungamirira, nokuti kana ari Mozisi uyu, munhu uya wakatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi chakaitika naye.'
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakati kwandiri, ‘Tiitirei vamwari vangatitungamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, munhu uya wakatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi chakaitika naye.’