Exodus 32:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akandomira musuʋo remisasa, akati: Aninani uri kurutiʋi rwaJehova, ŋgaaʋuye kwandiri. Ʋana ʋaRevi ʋose ʋakaʋuŋgana kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akamira pamukova wokupinda nawo mumusasa akati, “Ani naani ari kurutivi rwaJehovha, ngaauye kwandiri.” Uye vaRevhi vose vakaenda kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akabva amira pasuo guru rapamatendhe akadaidzira achiti, “Vose vanosimbira kudivi raTenzi uyai kuno kwandiri.” VaRevhi vose vakaungana kwaiva naMosesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akandomira musuo remisasa, akati, “Ani naani ari kurutivi rwaJehovha, ngaauye kwandiri.” Vana vaRevhi vose vakaungana kwaari.
Shona 2009?
Mozisi akandomira musuo remisasa, akati, "Ani naani ari kurutivi rwaJehovha, ngaauye kwandiri." Vana vaRevhi vose vakaungana kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akandomira musuwo remisasa, akati, “Ani naani ari kurutivi rwaJehovha, ngaauye kwandiri.” Vana vaRevhi vose vakaungana kwaari.