Exodus 32:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Ɀanzi naJehova Mŋari waʋaIsraeri: Mumŋe nomumŋe wenyu ŋgaasuŋgire munondo wake pacidɀa cake, mufambe‐fambe mucibva panerimŋe suʋo mucienda kunerimŋe suʋo pakati pemisasa, mumŋe nomumŋe aʋuraye hama yake, nomumŋe nomumŋe shamŋari yake, nomumŋe nomumŋe munhu wokwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kwavari, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri, ‘Murume mumwe nomumwe ngaapakate munondo parutivi rwake. Mufambefambe mumusasa kubva kuno rumwe rutivi kusvika kuno rumwe, mumwe nomumwe achiuraya hama yake neshamwari yake nomuvakidzani wake.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi ndokuti kwavari, “Tenzi, Mwari weIsiraeri anoti, ‘Mose torai mapakatwa enyu, mubvongodze mumatendhe ose, muchiuraya hama dzenyu neshamwari dzenyu navamanga makagarisana navo, mubvire pasuo guru rino iri kusvikira kusuo guru rouko.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Zvanzi naJehovha Mwari wavaIsiraeri, ‘Mumwe nomumwe wenyu ngaasungire munondo wake pachidya chake, mufambe-fambe muchibva pane rimwe suo muchienda kune rimwe suo pakati pemisasa, mumwe nomumwe auraye hama yake, nomumwe nomumwe shamwari yake, nomumwe nomumwe munhu wokwake.’ ”
Shona 2009?
Akati kwavari, "Zvanzi naJehovha Mwari wavaIsiraeri, `Mumwe nomumwe wenyu ngaasungire munondo wake pachidya chake, mufambe-fambe muchibva pane rimwe suo muchienda kune rimwe suo pakati pemisasa, mumwe nomumwe auraye hama yake, nomumwe nomumwe shamwari yake, nomumwe nomumwe munhu wokwake.' "
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Zvanzi naJehovha Mwari waVaIsiraeri, ‘Mumwe nomumwe wenyu ngaasungire munondo wake pachidya chake, mufambe–fambe muchibva pane rimwe suwo muchienda kune rimwe suwo pakati pemisasa, mumwe nomumwe auraye hama yake, nomumwe nomumwe shamwari yake, nomumwe nomumwe munhu wokwake.’ ”