Exodus 32:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akati: Ɀiparadzanisei nhasi kunaJehova, kuti munhu mumŋe nomumŋe arwe nomŋanakomana wake ʋuye nehama yake, kuti akuropafadzei nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akati, “Imi matsaurirwa Jehovha nhasi, nokuti makanga muchirwa navanakomana venyu uye nehama dzenyu, uye akuropafadzai nhasi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akati, “Nhasi imi vaRevhi manyatsozvipira kuita basa raTenzi nokuti mateerera shoko rake pamauraya vanakomana venyu nehama dzenyu kuti akukomborerei nhasi uno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akati, “Zviparadzanisei nhasi kuna Jehovha, kuti munhu mumwe nomumwe arwe nomwanakomana wake uye nehama yake, kuti akuropafadzei nhasi.”
Shona 2009?
Zvino Mozisi akati, "Zviparadzanisei nhasi kuna Jehovha, kuti munhu mumwe nomumwe arwe nomwanakomana wake uye nehama yake, kuti akuropafadzei nhasi."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akati, “Zviparadzanisei nhasi kuna Jehovha, kuti munhu mumwe nomumwe arwe nomwanakomana wake uye nehama yake, kuti akuropafadzei nhasi.”