Exodus 32:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akadzokera kunaJehova, akati: Haiwa, ʋanhu aʋa ʋakatadza nokutadza kukuru, ʋakaɀiitira ʋamŋari ʋendarama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mozisi akadzokera kuna Jehovha uye akati, “Haiwa vanhu ava vaita chivi chikuru sei! Vazviitira vamwari vegoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo Mosesi akadzokera kuna Tenzi akasvikoti, “VaIsiraeri vakapara chitadzo chikuru kwazvo. Vakazvigadzirira vamwari vendarama vakavanamata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akadzokera kuna Jehovha, akati, “Haiwa, vanhu ava vakatadza nokutadza kukuru, vakazviitira vamwari vendarama;
Shona 2009?
Mozisi akadzokera kuna Jehovha, akati, "Haiwa, vanhu ava vakatadza nokutadza kukuru, vakazviitira vamwari vendarama;
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akadzokera kuna Jehovha, akati, “Haiwa, vanhu ava vakatadza nokutadza kukuru, vakazviitira vamwari vendarama;