Exodus 32:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kunaMosesi: Uyo wakanditadzira, ndiye wandicadzima pabuku yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akapindura Mozisi akati, “Ani naani anenge atadzirana neni ndichamudzima mubhuku rangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Tenzi akati kuna Mosesi, “Anenge anditadzira ndiye wandinodzima mubhuku rangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kuna Mosesi, “Uyo wakanditadzira, ndiye wandichadzima pabhuku rangu.
Shona 2009?
Jehovha akati kuna Mozisi, "Uyo wakanditadzira, ndiye wandichadzima pabhuku rangu.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kuna Mosesi, “Uyo wakanditadzira, ndiye wandichadzima pabhuku rangu.