Exodus 32:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Aroni wakati aciɀiʋona, akaʋaka artari pamberi payo, Aroni akaɗanidzira, akati: Maŋgwana mutambo ucaʋa’po kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aroni akati aona izvi, akavaka aritari pamberi pemhuru iya akazivisa vanhu ati, “Mangwana kuchava nomutambo kuna Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aroni achiona izvi akavaka atari pamberi pechimhuru chiye, akadaidzira shoko rokuti, “Mangwana tichaitira Tenzi mabiko.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Aroni wakati achizviona, akavaka atari pamberi payo, Aroni akadanidzira, akati, “Mangwana mutambo uchavapo kuna Jehovha.”
Shona 2009?
Zvino Aroni wakati achizviona, akavaka aritari pamberi payo, Aroni akadanidzira, akati, "Mangwana mutambo uchavapo kuna Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Aroni wakati achizviona, akavaka atari pamberi payo, Aroni akadanidzira, akati, “Mangwana mutambo uchavapo kuna Jehovha.”