Exodus 32:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ndatarira ʋanhu aʋa, ndaʋona kuti ʋanhu ʋanemitsipa mikukutu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndaona vanhu ava, uye vanhu vane mitsipa mikukutu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati kuna Mosesi, “Ndaona zvino kuti vaIsiraeri ava itsvuuramuromo dzavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndatarira vanhu ava, ndaona kuti vanhu vane mitsipa mikukutu;
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kuna Mozisi, "Ndatarira vanhu ava, ndaona kuti vanhu vane mitsipa mikukutu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndatarira vanhu ava, ndaona kuti vanhu vane mitsipa mikukutu;