Exodus 33:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Kana imi mumene musiŋgaendi neni, regai henyu kutibvisa pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akati kwaari, “Kana Kuvapo kwenyu kusingaendi nesu, musatibvisa pano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akati kwaari, “Kana imi musingaende nesu musatirege tichibva pano
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Kana imi mumene musingaendi neni, regai henyu kutibvisa pano.
Shona 2009?
Akati kwaari, "Kana imwi mumene musingaendi neni, regai henyu kutibvisa pano.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Kana imi mumene musingaendi neni, regai henyu kutibvisa pano.