Exodus 33:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati ʋo: Hauŋgaʋoni ciso caŋgu, nokuti hakunomunhu uŋgandiʋona, akazorarama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Asi haugoni kuona chiso changu, nokuti hapana munhu angandiona uye akararama.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi akati, “Haugone kuona chiso changu nokuti hakuna munhu angandione akaramba ari mupenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatiwo, “Haungaoni chiso changu, nokuti hakuna munhu angandiona, akazorarama.”
Shona 2009?
Akatiwo, "Haungaoni chiso changu, nokuti hakuna munhu angandiona, akazorarama."
Shona SUB 2002 Bible
Akatiwo, “Haungaoni chiso changu, nokuti hakuna munhu angandiona, akazorarama.”