Exodus 33:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana kubginya kwaŋgu kwopfuʋura, ndicakupinza mumukaha webge, ndigokufukidza noruʋoko rwaŋgu kuȿikira ndapfuʋura;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panopfuura kubwinya kwangu, ndichakuisa mumukaha wedombo uye ndichakufukidza noruoko rwangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka kupenya hwokuvapo kwangu pakuchapfuura nepo, mubako redombo iroro ndichakufukidza noruoko rwangu kudzamara ndapfuura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana kubwinya kwangu kwopfuura, ndichakupinza mumukana webwe, ndigokufukidza noruoko rwangu kusvikira ndapfuura;
Shona 2009?
Zvino kana kubwinya kwangu kopfuura, ndichakupinza mumukana webwe, ndigokufukidza noruoko rwangu kusvikira ndapfuura;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana kubwinya kwangu kwopfuura, ndichakupinza mumukana webwe, ndigokufukidza noruoko rwangu kusvikira ndapfuura;