Exodus 33:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ipapo ndicabvisa ruʋoko rwaŋgu, ugondiʋona neceshure; asi ciso caŋgu haciʋonekwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye uchaona shure kwangu; asi chiso changu hachifaniri kuonekwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichabvisa ruoko rwangu, undione nechokumusana kwangu chete. Asi chiso changu hachionekwi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ipapo ndichabvisa ruoko rwangu, ugondiona necheshure; asi chiso changu hachionekwi.”
Shona 2009?
ipapo ndichabvisa ruoko rwangu, ugondiona necheshure; asi chiso changu hachionekwi."
Shona SUB 2002 Bible
ipapo ndichabvisa ruoko rwangu, ugondiona necheshure; asi chiso changu hachionekwi.”