Exodus 33:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwaiti kana Mosesi oɓuɗira kuTente, ʋanhu ʋose ʋaisimuka, ʋakamira mumŋe nomumŋe pamukoʋa wetente rake, ʋakaramba ʋakatarira Mosesi kuȿikira apinda muTente.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye pose paibuda Mozisi achienda kutende, vanhu vose vaisimuka vachibva vomira pamikova yamatende avo, vakatarira Mozisi kusvikira apinda mutende.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paienda Mosesi kutendhe iroro vanhu vose vaimira pamisuo yamatendhe avo vachiramba vakatarisa Mosesi, kudzamara apinda mutendhe rokusanganira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwaiti kana Mosesi obudira kuTende, vanhu vose vaisimuka, vakamira mumwe nomumwe pamukova wetende rake, vakaramba vakatarira Mosesi kusvikira apinda muTende.
Shona 2009?
Zvino kwaiti kana Mozisi obudira kutende, vanhu vose vaisimuka, vakamira mumwe nomumwe pamukova wetende rake, vakaramba vakatarira Mozisi kusvikira apinda mutende.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwaiti kana Mosesi obudira kuTende, vanhu vose vaisimuka, vakamira mumwe nomumwe pamukova wetende rake, vakaramba vakatarira Mosesi kusvikira apinda muTende.