Exodus 34:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cenjera kuti urege kuita suŋgano naʋanhu ʋagere munyika iyo kwaunoenda, kuti ɀirege kuʋa musuŋgo kwauri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchenjerere kuti urege kuita sungano naavo vagere munyika yamunoenda kuti varege kuva musungo pakati penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chenjerai kuti murege kuita chitendarano navanhu vagere kunyika iyoyo kwamuri kuenda kungadaro kukava kuzviteyera musungo pakati penyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chenjera kuti urege kuita sungano navanhu vagere munyika iyo kwaunoenda, kuti zvirege kuva musungo kwauri;
Shona 2009?
Chenjera kuti urege kuita sungano navanhu vagere munyika iyo kwaunoenda, kuti zvirege kuva musungo kwauri;
Shona SUB 2002 Bible
Chenjera kuti urege kuita sungano navanhu vagere munyika iyo kwaunoenda, kuti zvirege kuva musungo kwauri;