Exodus 34:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi munofanira kuputsa artari dzaʋo, nokuputsanya mabge emifananidzo yaʋo, nokutema matanda aʋo aʋanonamata nawo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Putsirai aritari dzavo pasi, pwanyai matombo avo anoyera uye muteme matanda avo aAshera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munofanira kuputsa atari dzavo, muparadzewo shongwe dzavo, mutemere pasi micherechedzo yamwari wavo, Ashera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi munofanira kuputsa atari dzavo, nokuputsanya mabwe emifananidzo yavo, nokutema matanda avo avanonamata nawo;
Shona 2009?
asi munofanira kuputsa aritari dzavo, nokuputsanya mabwe emifananidzo yavo, nokutema matanda avo avanonamata nawo;
Shona SUB 2002 Bible
asi munofanira kuputsa atari dzavo, nokuputsanya mabwe emifananidzo yavo, nokutema matanda avo avanonamata nawo;